Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Action Non Stop - Not For The Faint Hearted (Part 2)

Mainini vaka simuka pavaive varere ndokutora mvura ndokuisa on the gas stove yaive mumba mavo. She didn’t wait for it kuti ifanze, vaida kun...

Mainini vaka simuka pavaive varere ndokutora mvura ndokuisa on the gas stove yaive mumba mavo. She didn’t wait for it kuti ifanze, vaida kungoti idziye chete. 

Vakabva vatora chichira che yellow from her suitcase. Chichira ichi chino wanikwa kwaBata and is very soft. It was brand new. Mukoma wake uses it kumba kweduwo as well. Mainini vaka nyika divi rechichira chiye mubucket ravaive vaisa mvura ino dziya iya. Vaka svina divi ravaive vaisa mumvura ndokubva vakandipukuta mboro yangu zvinyoro, gently, kusara yachena. Vakazo pedzisa nedivi raive risina kuiswa mumvura.

Ivo vaka tonona pabucket riya and washed kusi kwavo, dried herself and came back to bed.

I phoned my wife and told her kuti rwendo rwaive rwagurwa nerukova. She was surprisingly very understanding, told me not to force matters but stay overnight. She even joked zvichinzi handiti uri kumudzimai wako here! if only she knew I said to myself, feeling a bit guilty. Anyway, we said our goodbyes and I stretched by mainini’s side.Taka gukuchirana and ini by this time brain dzaive dzotanga kudhonza manje. Kana ndiine zemwa ndinorasa njere saka apa ndaive ndofunga manje kuti ko ndaitei! As if reading my mind, mainini said something which shocked me.

“Babamukuru musazvinetse henyu. We are both consenting adults here and there’s more to this than you know. Mukoma and I were supposed to tell you nhasi tasvika but things got out of hand kuno. Let me fill you in” she said looking at me fondly.Nyaya yandakanzwa apa yakandivhundutsa. Madzimai can keep a secret veduwe. Iniwo nekusada kunzwa nezva mainini ndaive ndasvetukwa nezvakawanda. Mainini told me that for over a year ivo nemurume wavo were on separation and now the divorce had been finalised! Iniwo I had not bothered to enquire about them in the past two years. She would visit mukoma wavo but the moment I saw her ndaibva ndatoita moody. Ndaibva ndava ratidza kuti handidi nyaya nemi. Saka ndaive ndadarikwa neizvi.

“Ah, imi! Muri kurevesa here imi?” ndaka bvunza ndichi ratidza kushamisika kukuru.

“Hongu babamukuru. Things just gout of hand. Tainetsana nezvakawanda the last straw was nyaya yebonde. I could be wrong but I think aive asungwa nemumwe mudzimai kuBulawayo kwaari. For over a year yairamba kumira zvachose kana ari pano! Ndaidoedza zvose asi zvakaramba. Apa aibva ati ukangozvitaura chete unondiona. Kana kunzwa zvekuti tiendewo kumaprofita kana kun’anga aibva apenga mwana wevanhu. Ndaka dzokera pahumhandara babamukuru ini ndine murume! You are my first man in nearly 3 years!” vaka pedzisa vochema mainini.

Ummm, ndaka rohwa nehana kani. Ndakava kugukuchira and soothed and calmed her. Chaka fukidza dzimba matenga chokwadi. I felt for her and wondered kuti chii chaive chaitika kumuchinda uyu. Kusungwa chokwadi kuriko, I had heard stories of such saka chenjerai machinda kunze uku. Kune varume vano sungawo madzimai too saka asikana chenjeraiwo.

For over an hour, close to 2 hours taka kurukura hedu vachibva vamonera zambia vakabika mupunga tikadya with tinned beef yaive mumba mavo. Tati zororei ndaka simuka kuti ndiende panze kunoita weti mainini vachibva vati kuno hatibude panze kana kwavira, unless watoita manyoka. Hanzi itirai muchemba. Ah! Nhaimi, muchemba? But hapana yekutamba saka ndaka tora chemba ndokunangisa mboro yangu kuti nditunde.

Mainini vaka uya from behind ndokundi mbundira. Vakabva vabata ivo mboro yangu ndokuinangisa pachemba zvikanzi tunda! Yowe, mboro instead yekutunda yakatanga kumira. Uyu mukadzi uyu akaoma chokwadi. Ndaka gomera kusvika yazo buda. Ndapedza mainini vakaizunza ndokutora kachira kaye ndokundi pukuta again.

Taka mira kudaro taka mbundirana ndokutanga kutsvodana. Mainini was slightly shorter than me saka mboro yangu yaino baya neche pamusoro pebeche ravo asi pazasi pehuvhu. Ndakabisa zambia riya vachibva vasara vari musvo. I explored her body ndichibata bata pese pese. Ivowo maoko avo were busy kundibata batawo. Ndaka pinza maoko angu pakati pemakumbo avo ndokubata matinji avo. Slowly and gently I rolled them between chara changu nemunongedzashe, pamwe neminwe yese. Somehow zvaiita kuti mainini vanakirwe nazvo. I then spread my fingers ndokutanga kukwenenzvera pamuromo webeche. Mainini vaingoti yes, yes vachivhura makumbo more.

Vanyanya kunakirwa vakabisa maoko angu ndokutora mboro yangu ndokuinangisa pabeche ravo. Since she was slightly shorter ndaka gonya kuti zviite. It frustrated her zvikanzi mirai. She took her stilleto shoes ndokupfeka! Ah, chirema chine mazano. We were now of more or less same height saka handai nyanya kugonya too much. Mboro yaka nyatsoti pfee mukati tichibva tambo mira takadaro, just enjoying ourselves, feeling each other. Our mouths continued kudyanana.

Apa kwaingove kunakirana chete, taisatarisira kutunda. For a moment we rocked together ini ndichi kovirira zvishoma nezvishoma. Mainini vakabva vati ndivasimudze and I did vachibva vakochera makumbo avo around me vaka batirira muhuro mangu. Ndaka batirira magaro avo and we gently rocked again kusvika ndonzwa makumbo oneta. Ndaka dhanaira kuenda on the bed ndokusviko garapo.

Mainini pushed me over ndichibva ndarara nemanhede ivo vari pamusoro mboro ichirimo chete. She somehow shifted and began to play with my little nipples. Vaka bata kamwe kamunyatso nerumwe ruoko and sucked in kamwe kacho! Babangu Shiri iwe! Ndino bhururuka hama dzangu semutupo wangu. Ah, ah, Mwari ngava ndiregerere chokwadi. Up to now handizivi kuti chii but kakunakirwa kandinoita kano mhanya kumutsa mboro kana kuwedzera mboro yangu kumira. Yaka tanga kugwinha irimo mubeche imomo. The pleasure pools around twuminyatso twangu and then shoots to my dick and brain zvekuti ndino parara. Ndinobva ndadhonzera nyakundiyamwa to my little nipples kuti ndinyatsonzwa kunakirwa zvachose. Zvokwadi yakabva yawedzera kumira. Kuita kunge ndisina hangu kumbo tunda munguva pfupi yapfuura.

Mainini looked up and smiled at me. Ndiregerereiwo hama dzangu nokuti handisi kukwanisa kutsanangura smile yaamainini. But kune wese akambo nyemwererwa nemunhukadzi panguva yebonde ndofunga unoziva zvandiri kutaura. Imi madzimai you know what you do. Ndakanzwa kunyenzeuka nyenzeuka muviri wangu, kutapirirwa nekunyemwererwa chete. Rega varume tichizonzi tiri pwere chokwadi.

Mainini hamheno zvavaiita nebeche ravo, ndainzwa kusvetwa chaiko. She looked at me and leaned over ndokundikisa. Ini ndakava kisawo back then she began to move her waist. Ah imika imi.

Ndaka svirwa hama dzangu. Mainini vaiti vaka koira vakaita at an angle, voshandura vokoira at another. I let her dominate me, do as she pleased. Vakambo zvambarara on top of me vonyatso svira chaizvo vobva vambo simukira and watch mboro ichipinda mavari then vochinjazve mupaka. Ini I was holding on, ndikambo bata musana, ndombo bata magaro, ndombo puruzira muviri wavo, chero chauya mumusoro ipapo. I just wanted her to enjoy herself.

Ndakanzwa speed yowedzerwa manje apa munhu ava kudaidzira zvaienda zvichikwira. “Yes babamukuru, yeees! Yeees! Yeees! Ba-ba-mu-ku-ru ka-ni! Hai, hai, hai, hai!” mainini went crazy.

Ini zvino ndakabva ndati regera ndimugamhewo asaite basa ega. Ndaka tanga kukovirirawo back ndiri pasi ipapo and I must have been doing good ndichigumha paaida chaipo because mainini vakanakirwa. She took my hands and placed them pamazamu avo and squeezed. I knew what she wanted and reciprocated asi pasina ano mira kukoira. Ndakabva ndati rimwe zamu mukanwa bvoo asi rimwe ndichi svinyanga nerumwe ruoko. I rolled the one nipple raive riri free and it drove mainini crazy. Ah imika imi, taka svirana heavy mhani.

Ndaka sveta, kunanzva, kutenderedza rurumi and even kurumirira minyatso nekuitswinyirira as well. Chiuno chaamainini chaive chava chivhiriri manje apa muromo waka shamiwa sedhongi riri kusvirwa. Kune aka fudza madhongi anoziva kushama kunoita gadzi kana richisvirwa. Kana usingazivi tsvaga kuYouTube donkeys mating uone! Kikiki.

Ndakatsukutswa, ndika pukutwa ndika tsokodzerwa munhu achinakirwa hake. I didn’t mind. Love making is not about selfishness iwe munhurume, rega mumwe wako apombonoke anakirwe nekuita yose yaanoda. Haikona fugu nde all the time! Kikikiki. Seka zvako mwana wemuera Hungwe!

Ndakaita kuzvikanda mubeche mavo. Ndichigwinha nechiuno changu and I must have been hitting the g-sport because mainini vakabva vati kwetsu mhere ndokuoma muviri wose. Vaka tunda mainini and guys ndaka rwadziwa pese pavaive vakandi kochekera as she twisted and turned in the throes of her orgasm. But I didn’t stop her, I let her be till vati godyodo on top of me and released. Muviri wavo waive wati ziya nyakata and vaive vachifemera padenga zvikuru.

Gently I caressed her back and all over as she calmed down. Mboro yaive ichimire irimo zvayo mukati. Ko handiti kwakanzi pfavira ngoma husiku hurefu! Kikiki. Ko mati vakuru vaireveiko imi? Ndiyo nyaya yacho.

Mainini vaka pfakanyika and looked at me.

“Thank you babamukuru. Sorry I went crazy for a while. I love this position chaizvo and all else ceases to matter” she explained.

I told her that there was no need to apologize and gave her smile of my own. Well, I don’t know if I have a devastating smile like her but I must have made her want me more. We kissed over and over as she turned and pulling me on top asi mboro yaka nyura chete.

Mainini vaka sveerera her phone and played with it. I was beginning to wonder kuti vari kuiteiko ndipo pandakanzwa old skool yorira, Kanda Bongoman, Hinde Moni. Ah, ah, varumeka. Mainini vakaisa phone pasi zvikanzi babamukuru just enjoy the ride!

Ndakoroverwa chikapa heavy hama dzangu uku Kanda Bongoman ari kuimba. The best I can describe it is ndakaita kunge ndiri murusero, yaah, ndizvo chete. Mainini vaiti vakamboita kunge vari kuzungura kudai, ndichi raswa raswa mativi ose, vobva vatanga kupesva, vobva va …, imi kani ndisiyei imi!

“Hinde Moniii, hinde Moni heeya!” hey! I held on ziso raka buda ndichi nakirwa hangu.

Painzi hinde pachidzokororwa mainini vainyatso teedzera vachindirova nechikapa. Aiwa ndakapa kutenda. Nanhasi ndikanzwa Hinde Moni kurira mboro yangu inobva yamira. Pamichato ndinobva ndanogara mumota ndonyara kuti vanhu vanozoona kumira kwemboro yangu.

I couldn’t believe kuti ndivo mainini vechechi vaya. Chokwadi don’t judge a book by its cover.

Ndichiri kufunga kuti ndeipi iyi ndakanzwa mainini vosimudza rimwe gumbo voisa pabendekete rangu. Ndakaribata and thought vava kuda kuti ndichikovira manje asi vakabva vati let’s turn over! Turn over kuita sei zvakare ndakazvibvunza. Kikiki. She was quite flexible and irimo kudaro, vachiti go with me chete, she turned over vachibva varara nedumbu! Heya nhai!? OK, zvakanaka zvakadaro.

She went up on all fours ini ndaka batirira chete ndikati manje we are in my territory manje. Mukoma wavo ano farirawo chaizvo doggie style saka ndakati mudzimu waro bonga.
Action Non Stop - Not For The Faint Hearted (Part 2)

She looked over her shoulder zvikanzi, “Fuck me babamukuru!”

Ah ko ndaive rema here? AChinjanja havana kukudza rema saka ndaka tanga kukoira. Ndaka nyatso kubata muchiuno mavo umu ndokutanga kusvira munhu. Ini ndaka fudza mombe anhu woye saka mhuka dzose dzandaiona dzichisvirana ndaitokopawo! Kuto tora manotsi chaizvo. Imbwarume in this position isati yasunga ino kovira imi vanhu imi.

Ndaka kovirira kani, ndikambo simudzira kagumbo, ndikambo simukira irimo chete. Ndine shamwari yangu inoti mukadzi wake ano rwadzwa nekuita this position and ndino munzwira tsitsi. Eheka vakomana nokuti I go wild in this position. The primitive and animalistic part of me takes over and ndino dhinda zvangu.

Ndaka svira munhu jerasi down. But handisi simbi and even simbi ikanetawo wani saka I slowed down after a while. Mainini vakabva vaitawo manyemwe vonzwa kuti ndoda kuzorora. She began to move her waist, vachitiva up and down, kuita kunge dora kana gonye heh! I stopped pumping to enjoy the sight and sensation. Plus ndaive ndodawo kuzorora. Mainini vaitiva musana zvekuti magaro avo ano kwira nekudzika zvichiita kuti mboro yangu iite seinobuda yobva yamedzwa zvakare nebeche. Yaibuda yaka nyiminya nemafuta emubeche and that sight destroys me totally. Handiziviwo kuti chii but I love it, to see mboro iri coated with juices ichi buda mubeche.

Normally ndikangoona chete that ndinobva ndaparara ndotunda pakarepo asi musi uyu handina. Hamheno kuti ibeche idzva here kana kuti mushonga uya waive woshanda kana kuti both hamheno ikoko. Ini ndakabva ndasveerera mazamu amainini ndokusvinyanga svinyanga. It must have increased kunakirwa kwavo because vakabva vati yes, yes, asi vachiita zvavo zviya nemusana.

Ndaka dzora rumwe ruoko ndokukwenenzvera pabeche ravo. Gently massaging her clitoris. I coated my fingers with her juice and gently massaged the little nub. Mainini vakataya njere. Vaka tanga kuzunguza musoro semunhu asvikirwa uku vachingoti ummm, ummm, vachi uura as she enjoyed the sensations. Ini sandi manyemwe iwayo, kwava kuto wedzera and mainini vachibva vatanga kugwinha muviri wavo.

“Oh fuck, oh fuck!” she said repeatedly vachingo zunguza musoro. Munhu akabva ati tasa ndiye godyodo on the bed. Ini I followed ndokuzvambarara on top of her. I was amazed at myself and I felt proud mhani.

Yes namadam tino svirana kusvika tati godyodo tese asi kazhinji ndinenge ndaparara zvangu. One day ndakatombo watsurwa mbama ndamira kukoira ivo vava kutunda. Kikikiki, hanzi uri kumirireiko. Taka zorora hedu like that kwekanguva ndichibva ndazvomora mboro yangu mubeche mavo. She looked enquiringly at me and I just smiled at her. This woman was instaiable mhani, kuda kugarisa kwaaive aita hamheno. I made a mental note kuti ndizo mubvunza kuti saka aipona nei all these years munhu anoda kutunda kudaro.

She laid on her back and pulled me on top, hanzi chipedzisawo. Slowly and gently ndakaisa mboro yangu mavari and began to pump. My wife knows kuti kana achida kuti ndikasike kutunda chake kuvhura makumbo oita kunge chicken, kupeta makumbo ake ounza towards her shoulders then after a while ndichisvira obva aaunza pamafudzi angu. Somehow, no matter how much I try to stop it, ndinonzwa kakuzipirwa kakapfuuriridza ndichibva ndatunda.
Mainini did that exactly zvekuti I began to think kuti ini I was set up and notes had been exchanged chete. To make matters worse she began to play with my nipples. Ah ko ini ndini ndadii nhai vanhuwe? Ndakadomboedza kurumirira muromo, kufunga kuti team yangu naMudhara Wenger yaitambura sei, zvese nekuti Chinoz ava MP kuti ndinonoke kutunda chete but zvaka shaya basa hama dzangu.

I felt it coming, the sensation was indescribable kani. Mainini saw me struggling to stop myself from cumming vachibva vakwevera musoro wangu pedyo ndiye rurimi panzeve and sucked my earlobe! Maihwee kani!

She whispered in my ear, “Cum, cum, cum!” and no matter how much I wanted to stop it zvaka shaya basa. Huronyo hwaka uya huchi mhanya and ndakabva ndaita hwegotora chaihwo hwekuzvikanda mubeche and held tight! Ndaka tunda guys and mainini vakabva vandisunga nemakumbo avo and pulled me in even harder.

Veduwe, ndakanakirwa hangu as I came and came. Pandaiti tsaaa, tsaaa mukati mebeche ndainyatsonzwa kuti henharo manje. Hwakabuda hwese varume, kusara ndava empty chaiko. Dai machende aive esimbi aitorira kuti gwendere! Ko ndaive ndadeura hwese huronyo vakomana. For a while mainini vakaramba vakandi dhonzera pavari vachibva vazoregedzera and let me fall by her side.

Manje ini kana ndatunda zvese nemupfungwa ndinobva ndabatwa nehope! Ndaka remara that way. Mazuva ekutanga zvaindinetsa and made me feel guilty till ndaka verenga kuti it’s normal in some men and due to hromones released. Ndakatozonzwa ndopukutwa zvakare mboro yangu ndava kuto kotsira hangu. A deep sleep enveloped me ndoku pfodora hope dzemvura iri kunaya, hobvu chaidzo.

Ads Place