Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

MWARI ANOKUPA ZVINOENDERANA NEWE

Mwana ane 2yrs akati daddy ndirikuda chingwa, mdara wake anomupa 1 slice achitoziva kuti haaipedzi, but shamwari yako ikati ndirikuda c...

Mwana ane 2yrs akati daddy ndirikuda
chingwa,
mdara wake anomupa 1 slice
achitoziva
kuti haaipedzi,
but shamwari yako ikati ndirikuda chingwa unomupa loaf
coz anogona
kuridya
rese,
same request but different results,
nyaya
iripacapacity rematumbu yetwo ava. Nyaya yangu iripakuti
Mwari anokupa
zvinoenderana newe, izvozvi unesmall
house nebhasikoro asi
urikunamatira mota thts why
munamato
wako uchidairwa nekuwedzerwa tube yebhasikoro not
mota coz mwari
knows
kuti
kana uchiita small house nebhasikoro,
tikakupa mota unonyenga komboni
yese. Mhinduro yamwari is based by the
capacity to handle the blessings,
umwe idofo coz mwari anoziva kuti
akapasa mhaihwe even maticha
anotongenga, urikunamatira muchato
but unevakomana seven, TIKWANIRE IWE.
Build capacity to receive bigger
blessings
from God,
Nekuti takuda kuti ukanamatira chinhu
unopihwa an overflow, Halleluya!!


Ads Place