Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Mwari Haaite MaBad Moods

Unonzwa mumwe achiti musataure naye nhasi ari mu"bad mood"... and zveshuwa ukada kutaura naye munhu iyeye anokudira imwe rough isi...

Unonzwa mumwe achiti musataure naye nhasi ari mu"bad mood"... and zveshuwa ukada kutaura naye munhu iyeye anokudira imwe rough isingaite... nyaya haisi yekuti haasi kuda kufara asi pane zvakamutendredza zvapasi pano zvinoita kuti mood yake ikwire nekudzika...

Zvino isu tinonamata Mwari AKATENDEKA MAZUVA OSE... chimbozvifunga kuti dai Mwari aiita ma"moods" like that other friend of yours handiti tingadai takapera kare angadai akatidzurira mweya watinofema kare... asi regai titende MWARI UYU, zvaakange ari nezuro, nhasi kunyangwe zvaachave mangwana Mwari haashanduke (Hebrews 13:8).. zvaakange ari uri kasvava kusvikira uite mhandara anongoramba akadaro nokusingapere... UYU WATAKATENDA KWAARI HAASHANDUKI - asiyana neboyfriend or girlfriend yako inochinja nyaya... 
Mwari Haaite MaBad Moods
MWARI AKATENDEKA... chaavimbisa anozadzisa... haana zuva raanomuka BP yakakwira aine different mood... HE IS FOREVER THE SAME... NGAANAMATWE ZVOSHAMISA...

Ads Place