Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Wanted A Marriage But Not The Challenges

Israelites wanted milk and honey but they didn't want the desert. Iko kunzi huchi havana kuziva kuti zvinekurumwa nenyuchi mukati. Certa...

Israelites wanted milk and honey but they didn't want the desert. Iko kunzi huchi havana kuziva kuti zvinekurumwa nenyuchi mukati.

Certain people wanted a Wedding but not the challenges of a marriage, Conflicts and responsibilities. Vaingoona Gown remuchato chete mumeso avo and nothing else.

They thought beauty is the primary purpose of marriage. Vapinda murenje vakufunga kudzokera Ijipita.

Ndiyo mhando iya inopinda basa nekuda pay isingazivi kuti pachada kushandwa.

Chinamato ukachipinda nekuda kupfuma chinokurwadza. Ukachipinda nekungoda kuporeswa ngwarira kudzokera panzira.

Ukachipindazve nekutya varoi ngwarira kudzokerera murenje. VaIsraeri havana kuzvibuditsa Ijipita uye havasivo vaive nechinangwa che Kenani, asi vanoita sekunge isarudzo yavo.

Hapana route yaunotora isina renje pakati. Vazhinji vakutsvaga mashort cuts but ending up taking the longest routes.

Akagadzira chikwambo was an attempt to find a short cut to prosperity. Vamwe vakadyisa varume mukuedza kunzvenga renje rewanano.
Wanted A Marriage But Not The Challenges
Most Christians vanoda huchi nemukaka kwete Mwari wacho. Ndosaka uchiona zvichivarerukira kugadzira chimwari chekunamata murenje.

Maita makorokoza muchinamato. Panoshumirwa vhangeri reRepentance hakuna anodaira. But chingoti receive your car!! Maiweee. Nezvimumumu zvinodaira Amen.

Canaan irikudiwa but renje hapana arikurida. We need preachers who take people to Jesus first before taking them to Canaan. Because Canaan yacho ikapindwa vasina Jesu panoita nyaya.

Ngavadzidziswe kuda Mwari vasati varatidzwa mari. Better vatomboramba varipama Wheel Chair kusvika vagamuchira Jesu. Makumbo acho vakamawana pasina Jesu tagadzira mbavha nemhondi.

They should love God first before they love anything. Vamwe vakatozonetsa kuputsisa misasa pavakaravidza manna. Vakutongomirira manna ipapo Mwari havachinei naye.

Have an intimacy relationship with God. Vanhu ava vanondida nemuromo asi hunhu hwavo hwakataramuka pandiri.

Ads Place