Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

Kupa kune mufaro

Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira.mudikani nhasi ndine nyaya yekupa kwete kupa chegumi kuchurch as i kupa kune vanotambura kana vasina...

Kupa kune mufaro kunokunda kugamuchira.mudikani nhasi ndine nyaya yekupa kwete kupa chegumi kuchurch asi kupa kune vanotambura kana vasina.mudzimba medu umu tine hembe kana midziyo yatisingashandisi yakangogara asi muvakidzani wedu achifamba asina kupfeka vamwe ndovanotopa mazita kuti uye weshort reblue kana weskirt yered asi hatikwanisi kupa mawadrobe akazara nehembe asi tinoona setarasikirwa kubvisa trouse rimwe chete tichipa. Vamwe ndovanoti kana vapa vakunongedzera kuti muri kuona hembe yaakapfeka iye ndini ndakamupa kana une mweya iwowo hauna kupa nemufaro toti wapa kuti uzivikanwe pane chirungu chinoti"a man who is silent in his good deeds will reap the greatest rewards"ichokwadi ichocho. Tinovaziva vanoshaya munharaunda dzatigere vasiri hama dzedu ngativape chingava chekudya kana chekupfeka kana chipi zvacho munhu anokutenda kwete kuti wotora chinhu chasakara hacho chisisina basa woti ndapa mumoyo mako woti beggers can't be chosers aiwa kwete kudaro vanhu vashe. Ngatitarise chatiri kupa kuti dai ndirini ndiri kupihwa chinhu chakadai ndinonzwa cei ukadaro unenge wagona. Muve nezuva rakanaka Mwari akuitirei zvakanaka

Ads Place