Page Nav

HIDE

Grid

GRID_STYLE

Hover Effects

TRUE
{fbt_classic_header}

Header Ad

Solana Windscreens Zimbabwe

Breaking News:

latest

Ads Place

KUKAURISANA

Mudikani zvahii ndinoda kumukaurisa hapana waunokaurisa . Uchatsvaka kukaurisa akakaura kare. Ikako kasikana kaunofunga kuti uchakakurisa pa...

Mudikani zvahii ndinoda kumukaurisa hapana waunokaurisa . Uchatsvaka kukaurisa akakaura kare. Ikako kasikana kaunofunga kuti uchakakurisa pakisimusi kakaura kare. Uchatsvaka kufondotsa bhanditi zvaro fume mangwana waita mwana nemunhu wawanga uchiti ndiri kukaurisa . Zvino mwana wacho uchamupa zita rekuti chii Kaurai . Iyeye mukomana waunofunga unomukaurisa uchidya mari yake ane chirwere kana Holiday yapera tichasangana paku Juicer .
Nhai murume iwe unofunga kuti urikupfidzisa mudzimai nekuita hupombwe kupfidzisa mudzimai nekudya mari nepfambi unozvinyepera uchamudemba mukadzi iyeye avakurwara ne AIDS uchamudemba masiyana wavakubhadhara mantainance.
Nhai amai munofunga murikukaurisa murume muchitumira mari kuna mai venyu kana January akwana muchaidemba mari .

Muhupenyu hwekupfidzisana anopfidza pekupedzisira ndiwe zvahii riva reparuware ibhondamumwe.


Ads Place